Watida Mafuta Avatar
By Watida MafutaVP, Content, Editor-in-Chief

NAMA Awards 2024 muZimbabwe

media
events
1 mins

Hapana asingazive maNational Arts Merit Awards (NAMA), anorongwa neNational Arts Council of Zimbabwe (NACZ), kutenda nekupemberera vaimbi nevamwe vanoita zvakawanda wanda . Kubva 2002, gore ne gore ma NAMA awards anopembererwa uye gore ne gore panenge paine makwikwi.

NAMA Awards 2024 muZimbabwe | IBZIM

Muimbi WeChikadzi Akagonesa: Feli Nandi

Feli Nandi - IBZIM Blog

Muimbi WeChirume Akagonesa: Enzo Ishall

Enzo Ishall - IBZIM Blog

ALBUM Rakagonesa: Chiremerera- JahPrayzah

JahPrayzah - IBZIM Blog

Sarudzo YeVanhu: Winky D

Winky D - IBZIM Blog

Muimbi Mutsva Akagonesa: Kinah The Music

Kinah The Music - IBZIM Blog

Nziyo Yakagonesa: Bhebhi Rako Raroorwa- Enzo Ishall

Bhebhi Rako Raroorwa- Enzo Ishall - IBZIM Blog

Music Video Yakanakidza chose: ‘Damage’ – Tahle We Dzinza, directed by Jonathan Samukange

‘Damage’ – Tahle We Dzinza, directed by Jonathan Samukange - IBZIM Blog