Watida Mafuta Avatar
By Watida MafutaVP, Content, Editor-in-Chief

NAMA Awards 2023 muZimbabwe

media
events
1 mins

Hapana asingazive maNational Arts Merit Awards (NAMA), anorongwa neNational Arts Council of Zimbabwe (NACZ), kutenda nekupemberera vaimbi nevamwe vanoita zvakawanda wanda . Kubva 2002, gore ne gore ma NAMA awards anopembererwa uye gore ne gore panenge paine makwikwi.

NAMA Awards 2023 muZimbabwe | IBZIM

Muimbi weChirume akagonesa: Freeman HKD

Freeman HKD - IBZIM Blog

Album rakagoneswa: David & Goliath raFreeman HKD

David & Goliath raFreeman HKD - IBZIM Blog

Nziyo yakagonesa: Fire Emoji – Leo Magozz

Fire Emoji – Leo Magozz - IBZIM Blog

Muimbi weChikadzi akagonesa: Dorcas Moyo

Dorcas Moyo - IBZIM Blog

Muimbi Mutsva Akagonesa: Leo Maggoz

Leo Maggoz  - IBZIM Blog