Tino Mazorodze Avatar
By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog

Hona vanhu vanoteverwa zvikuru paSocial media muZimbabwe muna 2024

media
rankings
1 mins

Hausikuda kuziva here kuti ndiani ari kurira muZimbabwe pamanharembozha muZimbabwe. Mazuvano ma apurikesheni ekutaura nyaya ari kushandiswa nevanhu vakawanda. Ndanyora nezve vanonyanya kuteverwa pane ana Instagram, Twitter neTikTok muna Chikunguru.

maZimbabweans anoteverwa zvikuru pa social media | IBZIM

Mamiriro eSocial Media muZimbabwe

Tisati tataura nezvevanhu vacho vanonyanya kuteverwa paSocial Media muZimbabwe ngatimbotaura zvishoma nezvemamiriro ebato racho reSocial Media muZimbabwe:

  • Pane ma akaunti anopfura 400,000 emaZimbabweans paTwitter
  • Pa Instagram pane 603,000 maakaunti emaZimbabweans
  • Pa TikTok pane ma akaunti anopfura 100,000 anoishandisa pazuva muZimbabwe
  • 2% chete yema akaunti emuZimbabwe ndiwo anoteverwa nevanhu vanopfura 10,000

MaZimbabweans 30 anonyanya kutevererwa paSocial Media

Chinzvimbo nezita Instagram Twitter
#1 Passion Java 9M 45K
#2 Strive Masiiwa 290K N/A
#3 Pokello Nare 3.9M 339K
#4 Uebert Angel 3.2M 192K
#5 Annatoria 655K 8K
#6 Madam Boss 1M 22K
#7 Jah Prayzah 1M 356K
#8 Mai Titi 518K N/A
#9 Nelson Chamisa 171K 1.3M
#10 Mama Vee 120K N/A
#11 E.D Mnangagwa 157K 1.1M
#12 Freeman HKD 513K N/A
#13 Killer T 526K N/A
#14 Winky D 343K 357K
#15 Zimcelebz 448K 157K
#16 Enzo Ishall 498K 2K
#17 Gemma Griffiths 324K 74K
#18 Buffalo Souljah 1M 20K
#19 Astra632 225K N/A
#20 Daddy Hope 135K 753K
#21 Shasha 718K N/A
#22 Holyten 349K 117K
#23 Ginimbi 606K 48K
#24 ExQ 385K N/A
#25 Nutty O 235K N/A
#26 Magic Wacho 177K 93K
#27 Ammara Brown 529K 86K
#28 Voltz JT 289K N/A
#29 Kimberly Richard 187K N/A
#30 Saintfloew 239K 12K

Manhamba aya anogona kuchinja nenguva asi tichaedza chose kuti tienderane nekuchinja kwawo.