Tino Mazorodze Avatar
By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog

Hezvino zvikoro zveA Level zvine vana vakapasa pamazama emuna 2023 eZIMSEC

education
rankings
1 mins

Mumavhiki akati wandei ndakakwanisa kugadzira chinyorwa chino chezvikoro 100 zvakanyanya kugona pamazamanishoni eZIMSEC yema A Level emugore ra 2023. Pane zvekare ruzivo rwekunowanikwa zvikoro izvi uye kereko yazvo kana ari mabhodhinyi.

Zvikoro zvakagona pamazama eZIMSEC A Level ya 2023 | IBZIM

Mamiriro emazamanishoni eZIMSEC yema A Level emugore ra2023

  • Vana 34 437 ndivo vakanyora mugore ra 2023
  • Uhwandu wevanyori hwakadzikiri kubva kuvana 36945 mugore ra2022
  • Kupasa kwevana munyika yose mugore ra 2023 kwaiva 94.6%
  • Kupasa kwevadzidzi kwakawedzera kubva pa 88% muna 2022
  • Vanyori vechisikana vakapasa kupfura vakomana nevanyore 474
  • 13.3% yevanyori vakanga vasiri vana vechikoro (vainge vakazvimirira vega)

Zvikoro 100 zvakapasa pamazama eZIMSEC yema A Level emuna 2023

Chinzvimbo nezita Mapasiro Nzvimbo
#1 St Faith's High 100% Rusape
#2 Pamushana High 100% Sosera
#3 St Ignatius College 99.75% Chishawasha
#4 Nyanga Marist Brothers 98.5% Nyanga
#5 St Davids Bonda 95.8% Manicaland
#6 ZRP High School 95.73% Harare
#7 St Augustine’s 95% Mutare
#8 Monte Cassino High 94.6% Macheke
#9 Kriste Mambo High 94.3% Rusape
#10 Regina Mundi High 94.2% Gweru
#11 Mazowe High, 94.1% Pearson Salvation Army
#12 Bernard Mizeki College 93.9% Marondera
#13 Langham High 92% Musweswenedi
#14 St Johns Emerald Hill 91% Harare
#15 Marange High 90.8% Mutare
#16 Bradley High 90.5% Bradley
#17 Goromonzi High 89.9% Goromonzi
#18 St Francis Xavier’s Kutama 89% Norton
#19 Nyazura Adventist 87.6% Nyazura
#20 Moleli High School 87.5% Kutama
#21 Sandringham High 87.3% Norton
#22 Anderson High 87% Gweru
#23 Msengezi High 86% Chegutu
#24 Mt Selinda High School 85.8% Chipinge
#25 Chemhanza High 85.7% Hwedza
#26 Serima High 85.6% Chatsworth
#27 Shungu High School 85.5% Kwekwe
#28 St Albert’s High School 85.3% Maclear
#29 Gokomere High School 84% Masvingo
#30 Roosevelt Girls High 83.7% Harare
#31 St Michael’s High 83.4% Mhondoro
#32 Zimuto High School 83.3% Masvingo
#33 Mutendi High School 83% Masvingo
#34 Visitation Makumbi 81.9% Harare
#35 Howard High School 81% Harare
#36 Waddilove High School 80.8% Marondera
#37 St Dominic’s High School 80.6% Mutare
#38 Mutare Girls High School 81.2% Mutare
#39 Dadaya High School 80.5% Zvishavane
#40 St Benedict’s High 81.7% Macheke
#41 St Francis of Assisi High 80.3% Nharira
#42 Ngezi Secondary School 80.2% Mhondoro
#43 Nagle House 80.1% Marondera
#44 Marondera High School 80% Marondera
#45 Emmanuel High School 79.9% Harare
#46 Murewa high School 79.5% Murewa
#47 St Mary Magdalene’s High 78% Nyanga
#48 Chibi High School 77.2% Masvingo
#49 Zengeza 1 High School 76.4% Harare
#50 Mpopoma High School 76.1% Bulawayo
#51 Rusununguko High School 75.9% Shurugwi
#52 Mufakose 1 High School 75.3% Harare
#53 Chinhoyi High School 75.1% Chinhoyi
#54 Mucheke 2 Ndarama Secondary 75% Masvingo
#55 Hama High School 74.9% Masvingo
#56 Nemakonde High 74.8% Chinhoyi
#57 Nyahuni Adventist High 74.6% Murehwa
#59 Odzi High School 74% Mutare