Tino Mazorodze Avatar
By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog

Kuenzanisa zvikoro zvakanyanya kugonesa pamazamanishoni eZIMSEC yema giredhi 7 muna 2023

education
rankings
1 mins

Vanhu varikuti mazamanishoni eZIMSEC ema giredhi 7 emugore ra2023 aripane mamwe anga akaoma zvikuru. Zvisiney hazvo vana vakapasa zvakadaro saka hatizozive kana anga akaoma zvikuru. Hezvino zvikoro 100 zvanga zvine vana vakapasa zvakanaka.

Zvikoro zvegiredhi 7 zvakapasa ZIMSEC 2023 | IBZIM

Mamiriro emazamanishoni eZIMSEC yema giredhi 7 a2023

  • Kupasa kwevana nyika yose mugore ra2023 kwakawedzera kuba pa 45.6%
  • Vana 372,603 ndivo vakanyora mazamanishoni eZIMSEC emagiredhi 7 emuna 2023
  • Vanyori vechisikana vakapasa kupfura vechikomana nemusiyano we 8.35%
  • Vana vanoda rubatsiro pakunyora mazamanishoni vaisvika 357 vaine passrate ye 42.9%

Zvikoro 100 zvakanyanya kupasa mazamanishoni eZIMSEC emagridhi 7 mugore ra2023

Chinzvimbo nezita rechikoro Mapasiro Nzvimbo
#1 Milestone Primary School 100% Rusape
#2 Dudley Hall Primary 100% Norton
#3 John Cowie Primary School 100% Rusape
#4 RIverton Academy 100% Masvingo
#5 Braeside ZRP Primary School 100% Harare
#6 Wise Owl Learning Centre 100% Harare
#7 Anderson Adventist Primary 100% Gweru
#8 Chancellor Junior School 100% Mutare
#9 Tynwald Primary School 100% Harare
#10 Greystone Park Primary School 100% Harare
#11 Kwekwe Primary School 100% Kwekwe
#12 Ariel Primary School 100% Harare
#13 Northwood Adventist Primary 100% Harare
#14 Ngezi Barracks Primary 100% Mhondoro Ngezi
#15 Fairview Primary School 100% Bulawayo
#16 Shashi View Primary School 100% Bindura
#17 Ironside Primary School 100% Shurugwi
#18 Maranatha Junior School 100% Harare
#19 Manicaland Christian School 100% Mutare
#20 Barnies Junior School 100% Marondera
#21 Beatrice Government Primary 100% Harare
#22 Malindela School 100% Bulawayo
#23 Amai Mugabe Junior School 100% Mazowe
#24 Westview Primary School 100% Kadoma
#25 Zimuto ZRP Primary School 99.5% Masvingo
#26 Amazon Primary School 99.3% Bulawayo
#27 Fairview Primary School 99.2% Bulawayo
#28 Mt Melleray Primary School 99% Nyanga
#29 Portland Primary School 98.95% Gwanda
#30 The Grange Christian School 98.95% Harare
#31 Mvurachena Primary School 98.53% Chipinge