Tino Mazorodze Avatar
By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog

Hezvino zvikoro zvinodhura muZimbabwe zvinongoenda mbinga chete muna 2024

education
rankings
1 mins

Zvinogona kuita kunge zvinhu zvekunyepa kuti vamwe vanhu vanobhadharira mwana mumwe chete mari yechikoro inopfura $5000 asi zviriko. Ndanyora zvimwe zvezvikoro zvemuZimbabwe zvinobhadharwa mari dzinodarika churu chemari.

Zvikoro zvinyanya kudhura muZimbabwe | IBZIM

Zvinonyanya kubvunzwa pamusoro pezvikoro muZimbabwe

Ndechipi chikoro chinonyanya kudhura muZimbabwe?

Ndechipi chikoro chakanakisa muZimbabwe?

Kune zvikoro zvingani zvisiri pasi pehurumende muZimbawe?

Zvikoro 10 zvinyanya kudhura muZimbabwe

Zita Mari inobhadharwa Nzvimbo
#1 Peterhouse Boys High $4350 Marondera
#2 Falcon College $4000 Esigodini
#3 Chisipite Senior School $4000 Harare
#4 Lomagundi College $3820 Chinhoyi
#5 St Georges College $3800 Harare
#6 St Johns College $2800 Harare
#7 Harare International School $2700 Harare
#8 Hellenic Academy $2275 Harare
#9 Gateway High School $2160 Harare
#10 Christian Brothers College $1820 Bulawayo