By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog
10 Vakadzi nevarumwe vane mari yakawanda muZimbabwe
people
rankings
1 mins
Kunyange Zimbabwe ichiwanika panyika dzinonzi dzinotambura kwazvo pasi rese pane vanhu vane mari yakawanda. Vakadzi nevarume ava ndivo vakangwarira kuona mikana yekudya mari iri munyika ino uye kunze.
Chinzvimbo nezita | Mari | Kwainobva |
---|---|---|
#1 Strive Masiyiwa | $2 Billion | Econet Group |
#2 Kenneth Sharpe | $0.8 Billion | West Propertie |
#3 Billy Rautenbach | $0.7 Billion | Wheels of Africa |
#4 Philip Chiyangwa | $0.5 Billion | Affirmative Action Group |
#5 John Moxon | $0.3 Billion | Meikles |
#6 Kudakwashe Tagwirei | $0.3 Billion | Sakunda Holdings |
#7 Valerie Moran | $0.1 Billion | eCOMM |
#8 Shingi Munyeza | $85 Million | Vinal Investments |
#9 Moses Chingwena | $80 Million | Croco Motors |
#10 Pedzai Sakupwanya | $40 Million | BetterBrands |
Neruziva urwo tinowirirana kuti mari irimo muZimbabwe sezvo vamwe vari kuiwana. Ongorora kuti vanhu ava vari kuzviita sey uye mabhizimusi avo akamira sey kuti uwanewo kubatsirika kuitawo mari.