By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog
Makhambhani 10 ane hupfumi huzhinji muZimbabwe muna 2024
business
rankings
1 mins
Kunyangwe zvinhu zvakaoma muZimbabwe makhambani emunyika ino anoshingirira kuwana nzira dzekuita mari nadzo. Makhambhani aya akabudirira kwazvo azere pose patinofamba kunyanya munzvimbo dzema bhizimusi.
Mamiriro emabhizimusi muZimbabwe muna 2024
- Mari yakaunganidzwa neZimbabwe mugore ra 2023 yaita $32.22 Billion
- MuZimbabwe mune mabhizimusi anodarika 500,000 aka rejistwa
- 3% yemabhizimusi asi ari muZimbabwe ndiyo yega inowana mari inopfuura $10,000 pamwedzi
- Mabhizimusi mazhinji muZimbabwean anoita zvekutenga zvekudya
Makhambanhi 10 akapfuma kwazvo muZimbabwe muna 2024
Chinzvimbo nezita | Mari | Vashandi |
---|---|---|
#1 Delta Corporation | $0.6 Billion | 5000 |
#2 Econet Wireless | $0.3 Billion | 2500 |
#3 Inncor Africa | $0.2 Billion | 10000 |
#4 FBC Holdings | $0.1 Billion | 800 |
#5 CBZ Holdings | $0.1 Billion | 1300 |
#6 Old Mutual Zimbabwe | $85 Million | 1000 |
#7 Seed Co | $82 Million | 800 |
#8 African Distillers | $50 Million | 300 |
#9 Meikles | $45 Million | 600 |
#10 CAFCA | $25 Million | 1000 |
Kubva pane ruzivo urwu tunoona kuti atoriko mabhizimusi ari kuita mari svinu muZimbabwe. Kutanga khambani yako muZimbabwe zviri kwauri asi ziva kuti ukaronga zvakanaka unokwanisa kutoitawo bhizimusi rinobata mamiriyoni munyika ino.